|
Post by SAMAITA on Feb 7, 2005 0:56:08 GMT -5
Kanti iwe Job Rukanda unoti vese varikusapota Mugabe unoti kwavo kumuda here? Vamwe vanoda mari, vamwe vanotya kuuraiwa uye vamwe vanoda Grace. Kana iye Grace unoti anomudii mudhara aunyana kudaro? Pane zvaakawhandirawo. Matsotsi ese. Manje Mugabe akafa Grace haaidye mari yacho.
Ngatisiyane nedzechimure dzana Grace tione zvekubvisa boyfriend yake pachigaro.
|
|
Munjanja
Chinja Senior
VAZUNGU VEMACHIRA MACHENA
Posts: 58
|
Post by Munjanja on Feb 7, 2005 5:16:51 GMT -5
Hongu Samaita Mutasa, ndimi makafa zuva rikawora Hondo sahwira ndiyekuti toitasei kuti Mugabe aburuke pachigaro Tarirai pwere vana Chisano, Chiluba naNujoma vava pamudyandigere kana B.Mkapa is going out this year TOITA SEI CHANGAMIRE
|
|
|
Post by JOB RUKANDA on Feb 8, 2005 6:47:33 GMT -5
MY FELLOW COUNTRYMEN I WANT TO KNOW THAT MONEY CA NOT BUY EVERYTHING BE VERY CAREFUL OF POWERS OF DARKNESS AND POWERS OF EVIL
WAR VETERANS , THE ARMY.AND EX DETAINEES BE VRY MINDFUL YOU ARE BEING BOUGHT.
MUKAITA BASA REKUURAYA VANHU NGOZI HAIENDE KWAMUGABE INOPEDZA MHURI DZENYU. MAKAURAISWA VANHU MUNGUVA YEHONDO VAMWE VENYU MAPENZI PARI ZVINO MODA KUSHANDISWA ZVEKARE HERE.
PENSIONS ARE NOT GIVEN TO KILL PEOPLE OUR CHILDREN SHOULD BE COMING TO YOU FOR WISDOM DON'T BE FOOLED BY 1400%
|
|
|
Post by SAMAITA on Feb 9, 2005 4:43:51 GMT -5
VaMunjanja madetembera mutupo wangu ndikabva ndafunga amai vangu. Mangozokanganwa kuchipedzisazve nekuti,"Manjenjenje makanda evasikana".Zvisinei magona chaizvo sokuti ndobva ndowha manyawi chiwo akarebwa.
Mauya zvakanaka, todii??? Tawona zvinoda vanhu from last Presidential elections. Taona kuti vaMugabe zve fair democratic game hadi. Toziva kuti vakangobuda pachigaro vanosungwa nemhosva dzakawanda. Tinoziva kuti maconditions are not favourable for any opposition in Zimbabwe. So will be doing ourselves a disservice by operating from Zimbabwe, therefore MDC has to get out of there and reassemble in a country were we can operate at will without victimization. That way also we can campaign for international help more efficiently. It looks like the last resort is going to be removing the tyrant by force and that can only be done from outside Zimbabwe. What do you say about that.
The sooner this happens the better because a lot of lives are at stake. We need all sorts of help form the international world. Give-up getting paid by Mugabe for being "stooges" in parliament whilst your povo is suffering. They have to concerntrate on survival skills whilst us the willing are planning further. So far bvumai kuti tapererwa. Hatidi zve false sense of hope ne ma elections achatevera. We know thwy will be rigged. We have to be answerable to our conscience and povo.
I need your comment Munjanja please as well as from the MDC top brass.
Samaita Mbizi.
|
|
|
Post by JOB RUKANDA on Feb 10, 2005 6:45:12 GMT -5
Lets unite and fight the evil regime of MUGABE the deportation of COSATU is not new Mugabe has being doing that since he came into power therefor workers we should unite and fight for survival otherwise we perish.
In the 1980s Morgan Tsvangirayi and Kempton Makamure were arrested and detained without charge because they had opposed the idea of one party state.
Mr F Chiluba of Zimbia had to visit them when he was still a trade union boss but was denied to see them and was told to go back to zambia.
So Tsvangirayi had been in a struggle within struggle lets as workers help the electorate to know that its our struggle lets play. We should not be the weakest link
|
|
Munjanja
Chinja Senior
VAZUNGU VEMACHIRA MACHENA
Posts: 58
|
Post by Munjanja on Feb 11, 2005 7:12:09 GMT -5
Mbizi mavaravara ndinotenda Kureva kwenyu kunonzwikwa shewe. Finding a foregn base wont be a problem for the MDC. We are the best opposition in Africa now and we know Mugabe is not going to give any space for MDC to be head or seen. Izvi zvinoreva kuti zvibodzwa zvedu tinozviziva tisati takwikwidza musarudzo irikuuya iyi. Inga David wemubhaibheri chaiye akaenda kure kunoronga zvekukunda mambo wake Soul wani. NaJesu akauya ku Egypt Herudhe ouraya svava dzose. Moses akatizira kuEthiopia mambo Faro afura mare. ANC was in Zambia until the realese of Mandela so if this election fails I think we must fallow your suggestion Samaita Mutasa or else we will be seing the repetation of events, another Tsvangirai's arrest, other banks closing, the death of another youth icon of Jongwe's standing and surely this time it will be the highly talented Chamisa or Hwihwa. I do agree with you Mbizi manjenjenje.
|
|
|
Post by SAMAITA on Feb 15, 2005 3:56:28 GMT -5
VaMunjanja mutaurire wamaita nawo maita kuti mwoyo wangu ufare zvikuru. Mapindura zvandifadza chaizvo. Chero munhu akatsamwa sei I think munogona kumutonhodza. Ndagadzikana kwazvo nayo mhunduro yenyu. At least zvinoratidza kuti tinogona kufunga tichienda mberi. Hazvibatsiri kutya sacrifice. It will be a sacrifice, but someone has to do it. We have to do exactly that. I hope the MDC brass is thinking along those lines.
Asi mwana wamai unganditaurirawo here kuti why ndirikungonyumwa kuti urimumwe wevakuru veMDC? Why ndirikudaro is mupindurire wamaita nyaya yekuti todii kana this time Mugabe akabira mavotes. It was precise, had dignity laced around, it smelled like Morgan Tsvangirai chaiye, it sounded full of respect and coming from your heart. That is exactly what I meant. It's better MDC start a feasibility study as soon as possible. We are out here ready to give a hand in any way.
Now, what's your suggestions as to how to sell this idea to MDC. They do not have to comment publicly. tHAT WAY WE WILL START SEEING LIGHT AT THE END OF THE TUNNEL. If they can not sacrifice this way, forget kuti pane zvatichaiita ZANU PF.
Let me know how we can get an audience with MDC top brass.
Samaita Mbizi.
|
|
|
Post by JOB RUKANDA on Feb 17, 2005 5:02:29 GMT -5
FUNGAI MBETSA
Iwe uri sekuru wangu chenjera iwe unofunga kuti vanhu wemuTsonso wakapusa iwe woda kuti guta reMutare riparare nokuda kwokushaya mari.
Uchapera nechakapedza mbudzi ndiri wasu ini
Whats that ministry you talk about to approve the rates of Mutare and where were youwhen potholes were developing around musika years back. You want to stiffle democracy now we want to tell you that the time is up.
Your grandparents used a lot of people around Tsonzo area and you also want to use people of Mutare as Tapons.
We know were you come from and that shall be the battle field
|
|
|
Post by Peter Munyaka on Feb 17, 2005 7:45:00 GMT -5
I am really concerned by Mbeta's view on Mutare council When Zanu Pf was running the council the roads were full of potholes and refuse was not being collected.
Does he want an MDC Council to do the same in actual fact the money that is collected from residences is used to improve service delivery. During the time of Zanu Pf we could see bricks right accross the city filling potholes is that normal.
What I surely know is his roots is firmly in Bulawayo not Mutare although ancestors were in Mutasa and by that he should not destroy the lagecy that was left by Smith for us because Zanu Pf for 25 years failed to deliver.
If Fungai needs power he should not get it through subversion but through total Leadership and his recommendation for Audit of Mutare shows his desire to subvert democracy.
|
|
Munjanja
Chinja Senior
VAZUNGU VEMACHIRA MACHENA
Posts: 58
|
Post by Munjanja on Feb 18, 2005 3:11:43 GMT -5
SAMAITA ini ndinokuremekedzaiwo zvikuru nekuti munotaura zvine uchenjeri hwakadzama samare. Ndinofara kwazvo kuva nehurukuro nemi. MDC ibato redu, ndokusaka muchinzwa vaTsvangirai vachiti "I am not answerable to Chinamasa, neither am I answerable to Mugabe" zvinoreva kuti he is answerable to us the people of Zimbabwe, we are his bosses for we gave him the tusk to remove Mugabe from the statehouse. Vanoteerera kureva kwedu vakuru vedu nekuti vanoshandira isu. MaShangaani vanoti "Ungavhi hosi kantle havanhu." zvinoreva kuti umambo hunobva kuvanhu. Ndatenda zvangu Mutasa shasha yakafa zuva rikawora, Iyemi manjenjenje ganda ravasikana.
|
|
|
Post by SAMAITA on Feb 18, 2005 3:57:50 GMT -5
Kana neniwo ndinotenda vaMunjanja. Asi ndisatinda enda ndandichikumbira kuvhunza kuti, saka togumira ipapa here? Munoti vakuru vanobvumirana nezvatakurukura mazuva apera aya here? Kana vaterera hazvinetsi kuona; handiti mwedzi inotevera iyi? Otherwise, it will be nice to discuss again after the coming elections.
|
|
Munjanja
Chinja Senior
VAZUNGU VEMACHIRA MACHENA
Posts: 58
|
Post by Munjanja on Feb 21, 2005 3:38:14 GMT -5
VaSamaita, hurukuro yedu haingapereri panozve Changamire nekuti mhandu Mugabe hatisati tamukunda. Zvandakareva ndizvekuti inini sevamwewo vakawanda taive tiri kurutivi rwaiti "Ngatiregei kukwikwidza sarudzo nekuti Hurumende yaMugabe iri kuramba kugamuchira chitsidzirano cheSADC." Asika vazhinji veduwo muMDC vaiti ino ndiyo nguva yekubaya Mugabe nemunondo wesarudzo sezvo bato rake ZANUPF rakandengenda. Vamwewo vaiti tikasa kwikwidza musarudzo iyi tinoparara sezvakaita ZUM, FORUM nemamwe akatanga. Saka sezvo tiri a democratic organisation we realized that those who agree to contest the elections were more that us who were against it. This means we had to join the majority in our party and fight the elections. Kana tazokundikana tichazovacheutsa tichiti tarirai zvataireva then we will go for other options like yours Mr Samaita which I believe will be considered by most as I had already considered it as our possible "PLAN B" Bato revanhu mazano evanhu ndinokumbira muverenge tsananguro yaVaWelshmen Ncube nezveusimboti hwakabata MDC. Asika sekuru vangu Mbizi ndinodisa kwazvo kuti tigoramba tichikurukura mudariro rino ;D NGAZVIRAMBE ZVAKADARO MUTASA ;D
|
|
|
Post by dfg on Feb 23, 2005 2:20:03 GMT -5
|
|
|
Post by dfg on Feb 23, 2005 2:23:03 GMT -5
|
|
|
Post by 51webiz on Mar 21, 2005 12:17:56 GMT -5
|
|